Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:39 - Shona BIBLE

39 Kwakati kwoedza, vakasaziva nyika; asi vakaona zororo raiva nejecha, vakarangana kana zvaibvira kuitika, kuti vaise chikepe pariri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

39 Kwakati kwoedza, ʋakasaziʋa nyika; asi ʋakaʋona zororo raiʋa nejeca, ʋakaraŋgana kana ɀaibvira kuitika, kuti ʋaise cikepe pariri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

39 Kwakati kwoedza, vakasaziva nyika; asi vakaona zororo raiva nejecha, vakarangana kana zvaibvira kuitika, kuti vaise chikepe pariri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

39 Zvino kwakati kwaedza havana kugona kuziva kuti inyika ipi asi vakaona nzvimbo yaigona kumira chikepe yaiva nejecha pamahombekombe pavakafunga kundosvitsa chikepe kumahombekombe ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

39 Zvino kwakati kwaedza havana kugona kuziva kuti inyika ipi asi vakaona nzvimbo yaigona kumira chikepe yaiva nejecha pamahombekombe pavakafunga kundosvitsa chikepe kumahombekombe ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:39

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy