Mabasa 27:38 - Shona BIBLE38 Zvino vakati vaguta, vakarerusa chikepe, vachikandira zviyo mugungwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Ɀino ʋakati ʋaguta, ʋakarerusa cikepe, ʋacikandira ɀiyo muguŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Zvino vakati vaguta, vakarerusa chikepe, vachikandira zviyo mugungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Pavakanga vaguta vakarerutsa chikepe nokutokanda koroni mugungwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Pavakanga vaguta vakarerutsa chikepe nokutokanda koroni mugungwa. Viz kapitola |