Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:35 - Shona BIBLE

35 Akati areva izvozvo, akatora chingwa, akavonga Mwari pamberi pavo vose, akachimedura, ndokutanga kudya iye.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Wakati areʋa iɀoɀo, akatora ciŋgwa, akaʋoŋga Mŋari pamberi paʋo ʋose, akacimeɗura, ndokutaŋga kudya iye.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Akati areva izvozvo, akatora chingwa, akavonga Mwari pamberi pavo vose, akachimedura, ndokutanga kudya iye.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Paakanga ataura izvi akatora chingwa ndokutenda kuna Mwari pamberi pavo vose akachimedura akatangisa kudya.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Paakanga ataura izvi akatora chingwa ndokutenda kuna Mwari pamberi pavo vose akachimedura akatangisa kudya.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:35

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy