Mabasa 27:27 - Shona BIBLE27 Zvino usiku hwegumi nouna hwakati hwasvika, tichangotorwa–torwa muGungwa reAdhiria, pakati pousiku vafambisi vechikepe vakati voswedera kune imwe nyika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino ʋusiku bgegumi noʋunna bgakati bgaȿika, ticaŋgotorwa‐torwa muguŋgwa reAdria, pakati poʋusiku ʋafambisi ʋecikepe ʋakati ʋosweɗera kuneimŋe nyika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Zvino usiku hwegumi nouna hwakati hwasvika, tichangotorwa-torwa mugungwa reAdhiria, pakati pousiku vafambisi vechikepe vakati voswedera kuneimwe nyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Kuzoti hwava usiku hwegumi nehwechina pataive tichingonzi suku nasai mugungwa reAdhiria pavakunge pakati pousiku vafambisi vechikepe vakafungidzira kuti vava kusvika kumahombekombe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Kuzoti hwava usiku hwegumi nehwechina pataive tichingonzi suku nasai mugungwa reAdhiria pavakunge pakati pousiku vafambisi vechikepe vakafungidzira kuti vava kusvika kumahombekombe. Viz kapitola |