Mabasa 27:24 - Shona BIBLE24 akati, ‘Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mwari akakupa vose vanofamba newe muchikepe.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 akati: Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mŋari wakakupa ʋose ʋanofamba newe mucikepe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 akati, ‘Pauro, usatya; unofanira kumira pamberi paKesari; tarira, Mwari akakupa vose vanofamba newe muchikepe.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 akamira pedyo neni akati, ‘Usatye Pauro, unofanira kundomira pamberi paSiza. Chinzwa Mwari akupa vose vauri kufamba navo nechikepe.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 akamira pedyo neni akati, ‘Usatye Pauro, unofanira kundomira pamberi paSiza. Chinzwa Mwari akupa vose vauri kufamba navo nechikepe.’ Viz kapitola |