Mabasa 27:22 - Shona BIBLE22 Asi zvino ndinokurairai kuti mutsunge mwoyo; nokuti hakuna angarasikirwa noupenyu hwake pakati penyu, asi chikepe bedzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Asi ɀino ndinokurairai kuti mutsuŋge mŋoyo; nokuti hakunauŋgarashikirwa noʋupenyu bgake pakati penyu, asi cikepe ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Asi zvino ndinokurayirai kuti mutsunge mwoyo; nokuti hakuna angarasikirwa noupenyu hwake pakati penyu, asi chikepe bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Ndinokukurudzirai kuti tsungai mwoyo nokuti hapana achafa pakati penyu kusiya kurasikirwa nechikepe, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Ndinokukurudzirai kuti tsungai mwoyo nokuti hapana achafa pakati penyu kusiya kurasikirwa nechikepe, Viz kapitola |