Mabasa 27:19 - Shona BIBLE19 nezuva retatu, vakakandira zvinhu zvechikepe kunze namaoko avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 nezuʋa retatu, ʋakakandira ɀinhu ɀecikepe kunze namaʋoko aʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 nezuva retatu, vakakandira zvinhu zvechikepe kunze namaoko avo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Pazuva retatu vakakanda panze namaoko avo, zvimwe zvokushandisa pakufambisa chikepe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Pazuva retatu vakakanda panze namaoko avo, zvimwe zvokushandisa pakufambisa chikepe. Viz kapitola |