Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 27:17 - Shona BIBLE

17 Vakati varisimudza, vakatora zvibatsiro, vakasunga chikepe nenyasi; zvino zvavakatya kuti vachakandirwa pajecha reSiritisi, vakaderedza masaira, ndokungotorwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ʋakati ʋarisimudza, ʋakatora ɀiɓatsiro, ʋakasuŋga cikepe nenyasi; ɀino ɀaʋakatya kuti ʋacakandirwa pajeca reSirtisi, ʋakaɗeredza maseiri, ndokuŋgotorwa

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Vakati varisimudza, vakatora zvibatsiro, vakasunga chikepe nenyasi; zvino zvavakatya kuti vachakandirwa pajecha reSiritisi, vakaderedza masaira, ndokungotorwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Vakarikakatira mukati. Vakaita kuti chikepe chinyatsosimba nokusungirira tambo napasi pacho. Pamusana pokutya kuti vangangopinda mujecha ramahombekombe eSiritisi vakaderedza zvinofambisa chikepe, ndokungosundwa zvachowo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Vakarikakatira mukati. Vakaita kuti chikepe chinyatsosimba nokusungirira tambo napasi pacho. Pamusana pokutya kuti vangangopinda mujecha ramahombekombe eSiritisi vakaderedza zvinofambisa chikepe, ndokungosundwa zvachowo.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 27:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy