Mabasa 27:14 - Shona BIBLE14 Zvino gare–gare mhepo ine simba, yainzi, “Yurakuro,” ikaburuka ichibva kwairi, ikatiwira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino gare‐gare mhepo inesimba, yainzi Yurakuro, ikaɓuruka icibva kwairi, ikatiwira. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino gare-gare mhepo ine simba, yainzi, “Yurakuro,” ikaburuka ichibva kwairi, ikatiwira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi pakarepo dutu rinonzi mhepo yokuchamhembe kwakadziva kumabvazuva yakarova ichidzika ichibva nokuKiriti ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi pakarepo dutu rinonzi mhepo yokuchamhembe kwakadziva kumabvazuva yakarova ichidzika ichibva nokuKiriti ikoko. Viz kapitola |