Mabasa 27:12 - Shona BIBLE12 nokuti zororo zvarakanga risina kunaka kuti vagarepo chando, vamwe vazhinji vakati zviri nani kuti vabvepo, kuti zvimwe vangasvika Fenika vagarepo chando; ndiro zororo reKiriti, rakanga rakatarira mabvazuva kumusoro nezasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 nokuti zororo ɀarakaŋga risina‐kunaka kuti ʋagare’po cando, ʋamŋe ʋazhinji ʋakati ɀirinani kuti ʋabve’po, kuti ɀimŋe ʋaŋgaȿika Fenika ʋagare’po cando; ndiro zororo reKrita, rakaŋga rakatarira mabvazuʋa kumsoro nezasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 nokuti zororo zvarakanga risina kunaka kuti vagarepo chando, vamwe vazhinji vakati zviri nani kuti vabvepo, kuti zvimwe vangasvika Fenika vagarepo chando; ndiro zororo reKiriti, rakanga rakatarira mabvazuva kumusoro nezasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Pamusanawo pokuti panomirira zvikepe pakanga pasingaiti kupedzera nguva yechando varipo, ruzhinji rwakasarudza kuti vabvepo vaende, vachiti zvimwe, vangadaro vakakwanisa kusvika kuFonikisi, nzvimbo inomirwa nezvikepe zveKiriti yakatarisa kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva uye kumaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva kuti tigopedzera nguva yechando tiriko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Pamusanawo pokuti panomirira zvikepe pakanga pasingaiti kupedzera nguva yechando varipo, ruzhinji rwakasarudza kuti vabvepo vaende, vachiti zvimwe, vangadaro vakakwanisa kusvika kuFonikisi, nzvimbo inomirwa nezvikepe zveKiriti yakatarisa kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva uye kumaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva kuti tigopedzera nguva yechando tiriko. Viz kapitola |