Mabasa 27:11 - Shona BIBLE11 Asi mukuru wezana akaterera mufambisi wechikepe, nomwene wacho, kupfuura zvakarehwa naPauro, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi mukuru wezana wakaterera mufambisi wecikepe, nomŋene waco, kupfuʋura ɀakarebga naPauro, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Asi mukuru wezana akaterera mufambisi wechikepe, nomwene wacho, kupfuura zvakarehwa naPauro, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi mutungamiriri wezana akateerera kune zvemutungamiriri wechikepe nomuridzi wechikepe kupinda zvaitaurwa naPauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi mutungamiriri wezana akateerera kune zvemutungamiriri wechikepe nomuridzi wechikepe kupinda zvaitaurwa naPauro. Viz kapitola |