Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 26:6 - Shona BIBLE

6 Nazvino ndinomira pano, kuti nditongwe nokuda kwokutarira chipikirwa chakapikirwa madzibaba edu naMwari.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Naɀino ndinomira pano, kuti nditoŋgwe nokuɗa kwokutarira cipikirwa cakapikirwa madziɓaɓa eɗu naMŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Nazvino ndinomira pano, kuti nditongwe nokuda kwokutarira chipikirwa chakapikirwa madzibaba edu naMwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Zvino ndiri pano ndichitongerwa chitarisiro munezvakatsidzirwa madzitateguru edu naMwari

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Zvino ndiri pano ndichitongerwa chitarisiro munezvakatsidzirwa madzitateguru edu naMwari

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 26:6

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy