Mabasa 26:5 - Shona BIBLE5 vakandiziva kare, kana vachida kupupura, kuti ndaiva muFarisi, nedzidziso yokupira kwedu yakaisvorurama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 ʋakandiziʋa kare, kana ʋaciɗa kupupura, kuti ndaiʋa muFarise, nedzidziso yokupira kweɗu yakaiȿo‐rurama. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 vakandiziva kare, kana vachida kupupura, kuti ndaiva muFarisi, nedzidziso yokupira kwedu yakaisvorurama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vanondiziva kwenguva ndefu, kana vachida zvavo kuzvipupura, kuti ndakagara somuFarisei, bato rinochengetedza zvechitendero chedu nemazvo chaimo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Vanondiziva kwenguva ndefu, kana vachida zvavo kuzvipupura, kuti ndakagara somuFarisei, bato rinochengetedza zvechitendero chedu nemazvo chaimo. Viz kapitola |