Mabasa 26:32 - Shona BIBLE32 Ipapo Agiripa akati kuna Fesito, “Munhu uyu dai asina kuzviisa kuna Kesari angadai asunungurwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ipapo Agripa akati kunaFesto: Munhu uyu ɗai asina‐kuɀiisa kunaKesari uŋgaɗai asunuŋgurwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Ipapo Agiripa akati kuna Fesito, “Munhu uyu dai asina kuzviisa kuna Kesari angadai asunungurwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Agiripa akati kuna Fesutusi, “Munhu uyu angadai asunungurwa zvake dai asina kuti mhosva yake ikwidzwe kuna Siza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Agiripa akati kuna Fesutusi, “Munhu uyu angadai asunungurwa zvake dai asina kuti mhosva yake ikwidzwe kuna Siza.” Viz kapitola |