Mabasa 26:31 - Shona BIBLE31 vakabuda vakataurirana, vakati, “Munhu uyu haaiti chinhu chakafanira rufu kana kusungwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ʋakaɓuɗa ʋakataurirana, ʋakati: Munhu uyu haaiti cinhu cakafanira rufu kana kusuŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 vakabuda vakataurirana, vakati, “Munhu uyu haaiti chinhu chakafanira rufu kana kusungwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Pavakanga vabva vakataurirana vachiti, “Munhu uyu hapana chaari kuita chinokodzera rufu kana kuiswa mujeri.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Pavakanga vabva vakataurirana vachiti, “Munhu uyu hapana chaari kuita chinokodzera rufu kana kuiswa mujeri.” Viz kapitola |