Mabasa 26:3 - Shona BIBLE3 zvikuru nokuti munoziva tsika dzose namashoko ose pakati pavaJudha; naizvozvo ndinokumbira kwamuri, kuti mundinzwe nomwoyo murefu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 ɀikuru nokuti munoziʋa tsika dzose namashoko ose pakati paʋaJuda; naiɀoɀo ndinokumbira kwamuri, kuti mundinzwe nomŋoyo murefu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 zvikuru nokuti munoziva tsika dzose namashoko ose pakati pavaJudha; naizvozvo ndinokumbira kwamuri, kuti mundinzwe nomwoyo murefu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti imi munonyatsoziva tsika namakakatanwa anoitwa navaJudha, saka ndinokukumbirai kuti munditeererewo nemwoyo murefu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti imi munonyatsoziva tsika namakakatanwa anoitwa navaJudha, saka ndinokukumbirai kuti munditeererewo nemwoyo murefu. Viz kapitola |