Mabasa 26:23 - Shona BIBLE23 zvokuti Kristu akafanira kutambudzika, nokutanga kumuka kuvakafa, aparidzire vanhu navahedheni chiedza.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 ɀokuti Kristu wakafanira kutambudzika, nokutaŋga kumuka kuʋakafa, aparidzire ʋanhu naʋahedeni ciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 zvokuti Kristu akafanira kutambudzika, nokutanga kumuka kuvakafa, aparidzire vanhu navahedheni chiedza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 zvokuti Mesia anofanira kutambudzika achiva iye wokutanga kumuka muvafi achizoparidza nazvo chiedza kuvanhu nokune vechirudzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 zvokuti Mesia anofanira kutambudzika achiva iye wokutanga kumuka muvafi achizoparidza nazvo chiedza kuvanhu nokune vechirudzi.” Viz kapitola |