Mabasa 26:21 - Shona BIBLE21 Pamusoro paizvozvi vaJudha vakandibata mutemberi, vakaedza kundiuraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Pamsoro paiɀoɀi ʋaJuda ʋakandiɓata mutembere, ʋakaidza kundiʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Pamusoro paizvozvi vaJudha vakandibata mutemberi, vakaedza kundiuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pamusana paizvozvi vaJudha vakandibata muTemberi vakaedza kundiuraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pamusana paizvozvi vaJudha vakandibata muTemberi vakaedza kundiuraya. Viz kapitola |