Mabasa 26:15 - Shona BIBLE15 “Ndikati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ Ishe akati, ‘Ndini Jesu, waunotambudza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ndikati: Ndimi aniko, Ishe? Ishe akati: Ndini Jesu, waunotambudza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Ndikati, ‘Ndimi aniko, Ishe?’ Ishe akati, ‘Ndini Jesu, waunotambudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndakati, ‘Ndimi aniko Tenzi?’ Tenzi akati, ‘Ndini Jesu wauri kutambudza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ndakati, ‘Ndimi aniko Tenzi?’ Tenzi akati, ‘Ndini Jesu wauri kutambudza. Viz kapitola |