Mabasa 26:10 - Shona BIBLE10 Ndakazviitawo paJerusaremu, ndikapfigira vatsvene vazhinji mutorongo, ndapiwa simba navapristi vakuru; uye kana vaiurayiwa, neni ndaibvumirawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ndakaɀiita ʋo paJerusarema, ndikapfigira ʋatȿene ʋazhinji mutoroŋgo, ndapiwa simba naʋaprista ʋakuru; ʋuye kana ʋaiʋurawa, neni ndaibvumira ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Ndakazviitawo paJerusaremu, ndikapfigira vatsvene vazhinji mutorongo, ndapiwa simba navapristi vakuru; uye kana vaiurawa, neni ndaibvumirawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Izvi ndakazviita muJerusaremu. Handina kungozaririra vazhinji vavasarudzwi vaMwari mumajeri ndichishandisa simba randakapiwa navapristi vakuru asi kuti pavaiuraiwa ndairatidza kuwirirana navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Izvi ndakazviita muJerusaremu. Handina kungozaririra vazhinji vavasarudzwi vaMwari mumajeri ndichishandisa simba randakapiwa navapristi vakuru asi kuti pavaiuraiwa ndairatidza kuwirirana navo. Viz kapitola |