Mabasa 25:6 - Shona BIBLE6 Akagara pakati pavo mazuva asingapfuuri masere kana gumi, ndokuburukira Sizaria; fume mangwana akagara pachigaro chokutonga, akarayira kuti vauye naPauro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Akagara pakati paʋo mazuʋa asiŋgapfuʋuri masere kana gumi, ndokuɓurukira Kesaria; fume maŋgwana akagara pacigaro cokutoŋga, akaraira kuti ʋaʋuye naPauro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Akagara pakati pavo mazuva asingapfuuri masere kana gumi, ndokuburukira Kesaria; fume mangwana akagara pachigaro chokutonga, akarayira kuti vauye naPauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Akati garei mazuva asingapfuuri masere kana gumi, akadzika kuSezaria. Ramangwana acho agara pachigaro chake chokutonga akati Pauro aunzwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Akati garei mazuva asingapfuuri masere kana gumi, akadzika kuSezaria. Ramangwana acho agara pachigaro chake chokutonga akati Pauro aunzwe. Viz kapitola |