Mabasa 25:27 - Shona BIBLE27 Nokuti kwandiri zvakaita sezvisina kufanira kutuma musungwa, mhosva dzaakakwirirwa nadzo dzisingaziviswiwo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti kwandiri ɀakaita seɀisina‐kufanira kutuma musuŋgwa, mhoȿa dzaakakwirirwa nadzo dzisiŋgaziʋiswi ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Nokuti kwandiri zvakaita sezvisina kufanira kutuma musungwa, mhosva dzaakakwirirwa nadzo dzisingaziviswiwo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 nokuti kwandiri zvinhu zvisina musoro kuti nditumire musungwa ndisina kureva mhosva dzaari kupiwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 nokuti kwandiri zvinhu zvisina musoro kuti nditumire musungwa ndisina kureva mhosva dzaari kupiwa.” Viz kapitola |