Mabasa 25:25 - Shona BIBLE25 Asi ini ndakawana kuti haana kuita chinhu chakafanira rufu, uye zvaakakumbira kuiswa kuna mambo mukuru, ndakati, ndichamutuma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Asi ini ndakawana kuti haana‐kuita cinhu cakafanira rufu, ʋuye ɀaakakumbira kuiswa kunamambo mukuru, ndakati, ndicamutuma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Asi ini ndakawana kuti haana kuita chinhu chakafanira rufu, uye zvaakakumbira kuiswa kuna mambo mukuru, ndakati, ndichamutuma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Asi ndakaona kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu, uye sokukumbira kwaakaita iye pachake kuti mhosva yake isvitswe pana Mambo mukuru, ndakafunga zvokumutumira ikoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Asi ndakaona kuti hapana chaakaita chinokodzera rufu, uye sokukumbira kwaakaita iye pachake kuti mhosva yake isvitswe pana Mambo mukuru, ndakafunga zvokumutumira ikoko. Viz kapitola |