Mabasa 25:24 - Shona BIBLE24 Zvino Fesito akati, “Mambo Agiripa, nemi varume vose vaneni, munoona munhu uyu, wandakanyengeterwa navaJudha vose paJerusaremu napano, vakadanidzira, vachiti, ‘Haafaniri kuva mupenyu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Festo akati: Mambo Agripa, nemi ʋarume ʋose ʋaneni, munoʋona munhu uyu, wandakanyeŋgeterwa naʋaJuda ʋose paJerusarema napano, ʋakaɗanidzira, ʋaciti: Haafaniri kuʋa mupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Fesito akati, “Mambo Agiripa, nemi varume vose vaneni, munoona munhu uyu, wandakanyengeterwa navaJudha vose paJerusaremu napano, vakadanidzira, vachiti, ‘Haafaniri kuva mupenyu.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Fesitusi akati, “Mambo Agiripa nemi mose muri pano. Tarisai muone munhu uyu wandakakumbirwa navanhu vose vechiJudha vari Jerusaremu navari kuno vachitodaidzira kuti haambofanira kuramba ari mupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Fesitusi akati, “Mambo Agiripa nemi mose muri pano. Tarisai muone munhu uyu wandakakumbirwa navanhu vose vechiJudha vari Jerusaremu navari kuno vachitodaidzira kuti haambofanira kuramba ari mupenyu. Viz kapitola |