Mabasa 25:22 - Shona BIBLE22 Ipapo Agiripa akati kuna Fesito, “Neni ndinoda kunzwa munhu uyu ndimene.” Iye akati, “Mangwana muchamunzwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ipapo Agripa akati kunaFesto: Neni ndinoɗa kunzwa munhu uyu ndimene. Iye akati: Maŋgwana mucamunzwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Ipapo Agiripa akati kuna Fesito, “Neni ndinoda kunzwa munhu uyu ndimene.” Iye akati, “Mangwana muchamunzwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Agiripa akati kuna Fesetusi, “Ndingade ini pachangu kunzwa murume uyu.” Iye akati, “Muchamunzwa mangwana.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Agiripa akati kuna Fesetusi, “Ndingade ini pachangu kunzwa murume uyu.” Iye akati, “Muchamunzwa mangwana.” Viz kapitola |