Mabasa 25:21 - Shona BIBLE21 Asi Pauro akati akumbira kuti achengetwe kuzotongwa namambo mukuru, ndikarayira kuti achengetwe kusvikira ndichimutumira kuna Kesari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi Pauro wakati akumbira kuti aceŋgetwe kuzotoŋgwa namambo mukuru, ndikaraira kuti aceŋgetwe kuȿikira ndicimutumira kunaKesari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Asi Pauro akati akumbira kuti achengetwe kuzotongwa namambo mukuru, ndikarayira kuti achengetwe kusvikira ndichimutumira kuna Kesari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Pauro paakakumbira kuti achengetwe ari muusungwa kusvikira nyaya yake yapedzwa naSiza ndakati achengetwe kusvikira ndamutumira kuna Siza.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Pauro paakakumbira kuti achengetwe ari muusungwa kusvikira nyaya yake yapedzwa naSiza ndakati achengetwe kusvikira ndamutumira kuna Siza.” Viz kapitola |