Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 25:13 - Shona BIBLE

13 Zvino mamwe mazuva akati apfuura, mambo Agiripa naBherinike vakasvika Sizaria kuzokwazisa Fesito.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura, mambo Agripa naBerinike ʋakaȿika Kesaria kuzokwazisa Festo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Zvino mamwe mazuva akati apfuura, mambo Agiripa naBherinike vakasvika Kesaria kuzokwazisa Fesito.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Kwakati kwapera mamwe mazuva mambo Agiripa akauya naBhenisi kuSezaria kuzogamuchira Fesitusi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Kwakati kwapera mamwe mazuva mambo Agiripa akauya naBhenisi kuSezaria kuzogamuchira Fesitusi.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 25:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy