Mabasa 25:1 - Shona BIBLE1 Zvino Fesito akati asvika panyika iyo, mazuva matatu apfuura, akakwira Jerusaremu, achibva Sizaria, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Festo wakati aȿika panyika iyo, mazuʋa matatu apfuʋura, akakwira Jerusarema, acibva Kesaria, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Fesito akati asvika panyika iyo, mazuva matatu apfuura, akakwira Jerusaremu, achibva Kesaria, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Fesitusi paakauya kudunhu rake mushure memazuva matatu akakwira kuJerusaremu achibva kuSezaria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Fesitusi paakauya kudunhu rake mushure memazuva matatu akakwira kuJerusaremu achibva kuSezaria. Viz kapitola |