Mabasa 2:42 - Shona BIBLE42 Vakatsungirira pakudzidzisa kwavapostori, napakuyanana kwavo, napakumedura chingwa, napaminyengetero. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)42 Ʋakatsuŋgirira pakudzidzisa kwaʋaapostora, napakuyanana kwaʋo, napakumeɗura ciŋgwa, napaminyeŋgetero. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200242 Vakatsungirira pakudzidzisa kwavapostori, napakuyanana kwavo, napakumedura chingwa, napaminyengetero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika42 Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona42 Vakaramba vangoti kwati kwati nezvaidzidziswa navapositori uye vakaramba vakabatana navo nomukumedura chingwa nomukunamata. Viz kapitola |