Mabasa 2:27 - Shona BIBLE27 Nokuti hamungasiyi mweya wangu muHadhesi; Hamungaisi Mutsvene wenyu kuti aone kuora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti hamuŋgasiyi mŋeya waŋgu muHadesi; Hamuŋgaisi Mutȿene wenyu kuti aʋone kuʋora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Nokuti hamungasiyi mweya wangu muHadhesi; Hamungaisi Mutsvene wenyu kuti aone kuora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Nokuti hamungasii mweya wangu munzvimbo yavafi kana kurega mururami wenyu achiora. Viz kapitola |