Mabasa 2:24 - Shona BIBLE24 iye akamutswa naMwari, amusunungura pakurwadziwa kworufu; nokuti zvakanga zvisingabviri kuti abatwe narwo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 iye wakamutswa naMŋari, amusunuŋgura pakurwadziwa kworufu; nokuti ɀakaŋga ɀisiŋgabviri kuti aɓatwe narwo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 iye akamutswa naMwari, amusunungura pakurwadziwa kworufu; nokuti zvakanga zvisingabviri kuti abatwe narwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Asi Mwari akamumutsa amusunungura marwadzo orufu nokuti zvakanga zvisingagoneki kuti arambe akasungwa narwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Asi Mwari akamumutsa amusunungura marwadzo orufu nokuti zvakanga zvisingagoneki kuti arambe akasungwa narwo. Viz kapitola |