Mabasa 11:29 - Shona BIBLE29 Ipapo vadzidzi vakatenderana, kuti mumwe nomumwe paaigona napo atume zvingabatsira hama dzigere Judhiya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ipapo ʋadzidzi ʋakatenderana, kuti mumŋe nomumŋe paaigona napo atume ɀiŋgaɓatsira hama dzigere Judea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Ipapo vadzidzi vakatenderana, kuti mumwe nomumwe paaigona napo atume zvingabatsira hama dzigere Judhea. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Vadzidzi vakatenderana kutumira rubatsiro kune vehama vaigara kuJudhea mumwe nomumwe achipa sokugona kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Vadzidzi vakatenderana kutumira rubatsiro kune vehama vaigara kuJudhea mumwe nomumwe achipa sokugona kwake. Viz kapitola |