Mabasa 11:26 - Shona BIBLE26 Zvino akati amuwana, akauya naye Andiyoku. Ipapo vakaungana nechechi gore rose, vakadzidzisa vanhu vazhinji zhinji; paAndiyoku vadzidzi vakatanga kunzi VaKristu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino wakati amuwana, akaʋuya naye Antiokia. Ipapo ʋakaʋuŋgana nekereke gore rose, ʋakadzidzisa ʋanhu ʋazhinji‐zhinji; paAntiokia ʋadzidzi ʋakataŋga kunzi Ʋakristu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino akati amuwana, akauya naye Andioki. Ipapo vakaungana nekereke gore rose, vakadzidzisa vanhu vazhinji-zhinji; pa Andioki vadzidzi vakatanga kunzi Vakristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Paakamuwana akauya naye kuAndiyoku. Kwegore rose vaisangana nesangano vachidzidzisa boka guru ravanhu. MuAndiyoku ndimo makatangira vadzidzi kuidaidzwa kunzi vakristu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Paakamuwana akauya naye kuAndiyoku. Kwegore rose vaisangana nesangano vachidzidzisa boka guru ravanhu. MuAndiyoku ndimo makatangira vadzidzi kuidaidzwa kunzi vakristu. Viz kapitola |