Mabasa 11:22 - Shona BIBLE22 Mashoko avo akanzwika nechechi muJerusaremu, vakatuma Bhanabhasi kuti aende Andiyoku. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Mashoko aʋo akanzwika nekereke paJerusarema, ʋakatuma Barnabasi kuti aende Antiokia. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Mashoko avo akanzwika nekereke muJerusaremu, vakatuma Bhanabhasi kuti aende Andioki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvinhu izvi zvakasvika munzeve dzesangano raiva muJerusaremu vakatumira Bhanabhasi kuAndiyoku. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvinhu izvi zvakasvika munzeve dzesangano raiva muJerusaremu vakatumira Bhanabhasi kuAndiyoku. Viz kapitola |