Mabasa 11:19 - Shona BIBLE19 Zvino avo vakaparadzirwa nokutambudzika kwakamuka pamusoro paSitefani, vakaenda kusvikira paFonikia, neSaipurasi, neAndiyoku, vasingatauri shoko kumunhu, asi kuna vaJudha bedzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino aʋo ʋakaparadzirwa nokutambudzika kwakamuka pamsoro paStefano, ʋakaenda kuȿikira paFenikia, neKupro, neAntiokia, ʋasiŋgatauri shoko kumunhu, asi kunaʋaJuda ɓedzi Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Zvino avo vakaparadzirwa nokutambudzika kwakamuka pamusoro paSitefano, vakaenda kusvikira paFonikia, neSaipurasi, neAndioki, vasingatauri shoko kumunhu, asi kuna vaJudha bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Zvino vaya vakapararira pamusana pokutambudzwa kwakamuka nokuda kwaSitefani, vakaenda zvokutonosvika kuFonikia neSaipurasi nokuAndiyoku vasingaparidzi shoko kuna ani zvake kusiya kuvaJudha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Zvino vaya vakapararira pamusana pokutambudzwa kwakamuka nokuda kwaSitefani, vakaenda zvokutonosvika kuFonikia neSaipurasi nokuAndiyoku vasingaparidzi shoko kuna ani zvake kusiya kuvaJudha. Viz kapitola |