Mabasa 10:6 - Shona BIBLE6 Anogara nomumwe anonzi Simoni, musuki wamatehwe, imba yake iri pagungwa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Unogara nomumŋe unonzi Simoni, musuki wamatebge, imba yake iri paguŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Anogara nomumwe anonzi Simoni, musuki wamatehwe, imba yake iri pagungwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Agere pamba paSimoni wamatehwe ane imba iri munyasi megungwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Agere pamba paSimoni wamatehwe ane imba iri munyasi megungwa.” Viz kapitola |