Mabasa 10:48 - Shona BIBLE48 Zvino akarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira kwaari, kuti ambogara mamwe mazuva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ɀino akaraira kuti ʋabapatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo ʋakakumbira kwaari, kuti ambogara mamŋe mazuʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200248 Zvino akarayira kuti vabhabhatidzwe muzita raJesu Kristu. Ipapo vakakumbira kwaari, kuti ambogara mamwe mazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Akabva ati ngavaombekwe muzita raJesu Kristu. Vakazomukumbira kuti ambogara navo kwamazuva akati kuti. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona48 Akabva ati ngavaombekwe muzita raJesu Kristu. Vakazomukumbira kuti ambogara navo kwamazuva akati kuti. Viz kapitola |