Mabasa 10:47 - Shona BIBLE47 “Kuno munhu here angadzivisa mvura, kuti ava, vakapiwa Mweya Mutsvene sesu, varege kubhabhatidzwa?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Kunomunhu here uŋgadziʋisa mvura, kuti aʋa, ʋakapiwa Mŋeya Mutȿene sesu, ʋarege kubapatidzwa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 “Kuno munhu here angadzivisa mvura, kuti ava, vakapiwa Mweya Mutsvene sesu, varege kubhabhatidzwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Ipapo Pita akati, “Pana angarambidze here kuti vanhu ava vaombekwe nemvura vadai kugashira Mweya Mutsvene sokugamuchira kwatakamuita?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona47 Ipapo Pita akati, “Pana angarambidze here kuti vanhu ava vaombekwe nemvura vadai kugashira Mweya Mutsvene sokugamuchira kwatakamuita?” Viz kapitola |