Mabasa 10:46 - Shona BIBLE46 nokuti vakavanzwa vachitaura nedzimwe ndimi, vachirumbidza Mwari. Ipapo Petirosi akapindura, akati, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)46 nokuti ʋakaʋanzwa ʋacitaura nedzimŋe ndimi, ʋacirumbidza Mŋari. Ipapo Petro akapindura, akati: Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200246 nokuti vakavanzwa vachitaura nedzimwe ndimi, vachirumbidza Mwari. Ipapo Petirosi akapindura, akati, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika46 nokuti vakanzwa vachitaura nendimi uye vachirumbidza Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona46 nokuti vakanzwa vachitaura nendimi uye vachirumbidza Mwari. Viz kapitola |