Mabasa 10:44 - Shona BIBLE44 Petirosi akati achataura mashoko awa, Mweya Mutsvene akaburuka pamusoro pavose, vakanzwa shoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Petro wakati acataura mashoko awa, Mŋeya Mutȿene akaɓuruka pamsoro paʋose, ʋakanzwa shoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200244 Petirosi akati achataura mashoko awa, Mweya Mutsvene akaburuka pamusoro pavose, vakanzwa shoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Pita paakanga achiri kutaura, Mweya Mutsvene akaburikira pana vose vakanzwa shoko iri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona44 Pita paakanga achiri kutaura, Mweya Mutsvene akaburikira pana vose vakanzwa shoko iri. Viz kapitola |