Mabasa 10:32 - Shona BIBLE32 Naizvozvo chitumira vanhu Jopa, udane Simoni, anonzi Petirosi; anogara mumba maSimoni musuki wamatehwe, pagungwa.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Naiɀoɀo citumira ʋanhu Jopa, uɗane Simoni, unonzi Petro; unogara mumba maSimoni musuki wamatebge, paguŋgwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Naizvozvo chitumira vanhu Jopa, udane Simoni, anonzi Petirosi; anogara mumba maSimoni musuki wamatehwe, pagungwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Tumira nhume kuJopa ubvunze nezvaSimoni anonzi Pita agere paSimoni musuki wamatehwe ane imba iri munyasi megungwa.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Tumira nhume kuJopa ubvunze nezvaSimoni anonzi Pita agere paSimoni musuki wamatehwe ane imba iri munyasi megungwa.’ Viz kapitola |