Mabasa 10:31 - Shona BIBLE31 akati, ‘Koniriasi, kunyengetera kwako kwanzwikwa, nezvipo zvako zvarangarirwa naMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 akati: Kornerio, kunyeŋgetera kwako kwanzwika, neɀipo ɀako ɀaraŋgarirwa naMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 akati, ‘Konerio, kunyengetera kwako kwanzwikwa, nezvipo zvako zvarangarirwa naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Akati, ‘Koneriasi munamato wako wanzwika uye zvipo zvako kuvarombo zvakayeukwa pamberi paMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 Akati, ‘Koneriasi munamato wako wanzwika uye zvipo zvako kuvarombo zvakayeukwa pamberi paMwari. Viz kapitola |