Mabasa 10:2 - Shona BIBLE2 munhu, ainamata noaitya Mwari, iye naveimba yake yose, aipa vanhu zvipo zvizhinji, nokunyengetera kuna Mwari misi yose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 munhu, wainamata nowaitya Mŋari, iye naʋeimba yake yose, waipa ʋanhu ɀipo ɀizhinji, nokunyeŋgetera kunaMŋari misi yose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 munhu, ainamata noaitya Mwari, iye naveimba yake yose, aipa vanhu zvipo zvizhinji, nokunyengetera kuna Mwari misi yose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 munhu aitya Mwari pamwechete nemhuri yake yose aiva noruoko rwokupa kwazvo kuvanhu uye aigara achinamata kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 munhu aitya Mwari pamwechete nemhuri yake yose aiva noruoko rwokupa kwazvo kuvanhu uye aigara achinamata kuna Mwari. Viz kapitola |