Mabasa 10:17 - Shona BIBLE17 Zvino Petirosi akati achakanganiswa mumwoyo make, kuti chiratidzo chaakanga aona chairevei, tarira varume vakanga vatumwa naKoniriasi, vamira pasuwo vachibvunza imba yaSimoni; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Petro wakati acakaŋganiswa mumŋoyo make, kuti ciratidzo caakaŋga aʋona caireʋei, tarira ʋarume ʋakaŋga ʋatumŋa naKornerio, ʋamira pasuʋo ʋacibvunza imba yaSimoni; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Petirosi akati achakanganiswa mumwoyo make, kuti chiratidzo chaakanga aona chairevei, tarira varume vakanga vatumwa naKonerio, vamira pasuo vachibvunza imba yaSimoni; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Pita paakanga achiri kukangaidzwa mumwoyo kuti chiratidzo chaakanga aona chinorevei, havo varume vaya vakatumwa naKoneriasi vakanga vatomira pasuo guru nokuti vakanga vabvunza nezvemba yaSimoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Pita paakanga achiri kukangaidzwa mumwoyo kuti chiratidzo chaakanga aona chinorevei, havo varume vaya vakatumwa naKoneriasi vakanga vatomira pasuo guru nokuti vakanga vabvunza nezvemba yaSimoni. Viz kapitola |