Mabasa 10:16 - Shona BIBLE16 Izvozvo zvakaitwa katatu, chinhu chikakwidzwa pakarepo kudenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Iɀoɀo ɀikaitwa katatu, cinhu cikakwidzwa pakarepo kuɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Izvozvo zvakaitwa katatu, chinhu chikakwidzwa pakarepo kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Izvi zvakaitika katatu chinhu chacho chikabva chatorwa pakarepo chikaendeswa kudenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Izvi zvakaitika katatu chinhu chacho chikabva chatorwa pakarepo chikaendeswa kudenga. Viz kapitola |