Mabasa 10:14 - Shona BIBLE14 Asi Petiro akati, “Kwete, Ishe, nokuti handina kutongodya chinhu chisakanaka, chine tsvina.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Asi Petro akati: Kwete, Ishe, nokuti handina‐kutoŋgodya cinhu cisakanaka, cinetȿina. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Asi Petiro akati, “Kwete, Ishe, nokuti handina kutongodya chinhu chisakanaka, chine tsvina.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Asi Pita akati, “Kwete Tenzi nokuti handisati ndambodya zvinhu zvose zvose kana zvakan'ora.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Asi Pita akati, “Kwete Tenzi nokuti handisati ndambodya zvinhu zvose zvose kana zvakan'ora.” Viz kapitola |