Mabasa 10:12 - Shona BIBLE12 Maiva nemhuka dzose dzina makumbo mana nezvinokambaira zvenyika, neshiri dzedenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Maiʋa nemhuka dzose dzinamakumbo manna neɀinokambaira ɀenyika, neshiri dzeɗeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Maiva nemhuka dzose dzina makumbo mana nezvinokambaira zvenyika, neshiri dzedenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mariri makanga mune mhuka dzakasiyana–siyana nezvipuka zvinoita zvokuzvova napasi neshiri dzedenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mariri makanga mune mhuka dzakasiyana–siyana nezvipuka zvinoita zvokuzvova napasi neshiri dzedenga. Viz kapitola |