Mabasa 10:11 - Shona BIBLE11 akaona denga razarurwa nechimwe chinhu chichiburuka somucheka mukuru unoburusirwa pasi wakasungwa miromo mina. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 akaʋona ɗeŋga razarurwa, necimŋe cinhu ciciɓuruka somuceka mukuru unoɓurusirwa pasi wakasuŋgwa miromo minna. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 akaona denga razarurwa nechimwe chinhu chichiburuka somucheka mukuru unoburusirwa pasi wakasungwa miromo mina. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Akaona denga richizaruka chimwe chinhu chichiburuka chakaita sejira guru richiburutswa pasi richiita serakabatwa namakona aro mana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Akaona denga richizaruka chimwe chinhu chichiburuka chakaita sejira guru richiburutswa pasi richiita serakabatwa namakona aro mana. Viz kapitola |