Mabasa 1:7 - Shona BIBLE7 Akati kwavari, “Hazvina kufanira kuti muzive nguva kana misi yakatarwa naBaba vomene nesimba ravo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akati kwaʋari: Haɀina‐kufanira kuti muziʋe ŋguʋa kana misi yakatarwa naƂaɓa ʋamene nesimba raʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akati kwavari, “Hazvina kufanira kuti muzive nguva kana misi yakatarwa naBaba vamene nesimba ravo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Iye akati, “Hazvisi zvenyu kuziva misi nenguva dzakatemwa naBaba nesimba ravo. Viz kapitola |