Mabasa 1:25 - Shona BIBLE25 kuti apiwe nzvimbo pabasa iri noupostori uhwu, hwaakarasikirwa nahwo iye Judhasi, kuti iye aende kunzvimbo yake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 kuti apiwe nɀimbo paɓasa iri noʋuapostora ubgu, bgaakarashikirwa nabgo iye Judasi, kuti iye aende kunɀimbo yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 kuti apiwe nzvimbo pabasa iri noupostori uhwu, hwaakarasikirwa nahwo iye Judhasi, kuti iye aende kunzvimbo yake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 kuti atore nzvimbo yapabasa iri noupositori uhu hwakasiiwa naJudhasi achienda kunzvimbo yake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 kuti atore nzvimbo yapabasa iri noupositori uhu hwakasiiwa naJudhasi achienda kunzvimbo yake.” Viz kapitola |